
PICTURES: 11 Cars Involved In An Accident In Harare
2 years agoTue, 29 Nov 2022 08:07:54 GMT

Eleven (11) cars were involved in an accident at Coca-Cola along Seke Road on Tuesday morning (today).
Several people were injured and there were no reports of deaths, according to ZBC News.
See the pictures below:
Tags

21 Comments
Anonymous · 2 years ago
Vatyairi zivai kudriver kwete kudriver makarowa madrugs
BitLab Technologies · 2 years ago
Heya''' Isuzu yenge yotoda zvemjolo nhaika
HomeTrackOrg · 2 years ago
2 main causes of accidents are avidable, that is human error and mechanical faults.
1. drivers should be very cautious always.
2. vehicles should serviced accordingly
Father Shaishire · 2 years ago
Tineurombo zvikuru nezvaitika patsaona iyi. Uye tinotenda kuti hapana afa, asi pane avo vakuwara tinonamata kuti Mwari amire nemwi.
..... · 2 years ago
pananai mukana pakufamba muroad nekut all accidents in zimbabwe 99,9% its human error
Lady Vee · 2 years ago
Just wishing them a quick recovery
HomeTrackOrg · 2 years ago
The 2 major causes of accidents are human error and mechanical faults. However, these are avoidable by careful driving and strict adherance to traffic rules as well as constant servicing vehicles. Batai nyaya kwazvo.
Anonymous · 2 years ago
Zvima bus zve zupco zvikupihwa basa rekutakura vanhu zvirikuendawo kuVID here because mabus atikuona achifamba handifunge kuti arikuenda kunoonekwa kuti ari fit here kuti ave achitakura vanhu mazhinji acho zvigure zvema bus. Musatambe nehupenyu hwevanhu nezvima bus zvenyu zvanga zvaora zvamuri kupa zupco kuti muwane kuba diesel. Iyo zupco yacho inombotarisawo here kuti mota yatirikupa kuti itakure vanhu yakaita sei.
g · 2 years ago
cde vid crew are earning peanuts so fitness togona kutokipa uriikokop wotipawo yebasa vamwe varikuba ma millions is tokut unza 50mari tikupe fitness under kubasa
Tateguru · 2 years ago
Movie style in deed.
Mdc 4ED · 2 years ago
Ka fit makaona here
... · 2 years ago
how?????????? 11?
Mugatya · 2 years ago
🤣🤣🤣 Isuzu yabva yapedza ma sports
VYBZ KARTEL · 2 years ago
Driver we Isuzu anga achiedza car high jump ndokubva apikira
𝕂𝕀ℕ𝔾 𝔸𝔻𝕆𝔼 🤴🏼 · 2 years ago
the Isuzu driver 🤔
jz · 2 years ago
chibhazi chekwaEuni chekuEpas chashaya mabreak kwakudhumha mota dzakawanda ,,,tokumbira kt madriver mufambewo zvakanaka,,,muchiziva kut makatakura vanhu uye fambaivo nemabhazi
akanaka mocherechedza musati masimuka kt munokwanisa kusvika nevanhu here,,,,,totenda kana pasina afa zvake asi tinoti sorry kunevakuvara tinovimba kt naJesu munopora nekukasira
Anglebert Tinashe Chilimanzi · 2 years ago
wataura semunhu mukuru kwete zvaunombotaura zviya zviya.
Anonymous · 2 years ago
Be cautious on the roads
LEONARD CHIRIPANYANGA · 2 years ago
Fambai zvakanaka imi vatyairi munomhanyepi
Naka · 2 years ago
zvepa mugwagwa wodii
Anglebert Tinashe Chilimanzi · 2 years ago
moshora chikochikari.