Trustworth Quality Bales 👚👖👗👕

Trustworth Quality Bales 👚👖👗👕

Basa redu tinohodhesa mabhero, mabhero emhando yepamusoro nemutengo wakanaka. We have a good reputation and customer yatatanga kudealer nayo todealer in the long run because of customer loyalty. +263783405393

Open
HomeReligion

Gokwe Roman Catholic Bishop Dies A Day After Celebrating 83rd Birthday

2 years agoSun, 19 Mar 2023 09:35:00 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
Gokwe Roman Catholic Bishop Dies A Day After Celebrating 83rd Birthday

A Gokwe-based Roman Catholic Church Bishop died a day after celebrating his 83rd birthday.

Bishop Emeritus Angelo Floro died on Tuesday at Gweru General Hospital. H-Metro quoted a source as saying:

We are saddened by this development.

Chikonzero chaita kuti vashaike nhasi hapana anoziva sezvo nezuro vaifara nevamwe pa birthday party yavo.

Floro akauya kuno ari mu missionary nevamwe vake avo vakadzokera kunyika kwake asi iye akaramba akashinga haana kudzokera.

Click here: Pindula WhatsApp Channel
wa.me/channel/0029Vb4GVea90x2nCSDImS1b

 

Floro akatanga kushanda kuHwange Diocese achirifata akaparidza uye kubhabhatidza vanhu vakawanda.

Roman Catholic Church yose muZimbabwe irikumuchema.

Sekuru Floro vakavaka Gokwe Diocese zvinosanganisira zvikoro, zvipatara, Shingai Training Centre, and other churches.

President of the Zimbabwe Catholic Bishops’ Conference, Bishop Paul Horan, revealed that Floro was the Bishop of Gokwe from 2000 until 2017 when he retired from active ministry.

More: Pindula News

Tags

33 Comments

Gold Mafia boss · 1 year ago
Rega ndiye Mari dzegoridhe hangu rufu rwusati rwashanya
Tula · 2 years ago
Thow. shall not. judge. wait. for. your. day
7 · 2 years ago
Meanwhile asiya vana gumi nevazukuru gumi neshanu
Anonymous · 2 years ago
Rest in peace
Maparamuro · 2 years ago
May his soul rest in eternal peace.
Richy · 2 years ago
maagara makatovata vanhu vezim
Rita · 2 years ago
kkkk handiti ndivo vakauya nayo here muno muzim vachibva kunyika yavo saka ndivo varikutotonga mama Benny
cream · 2 years ago
guys for your own information these Catholics priests, bishops,Jesuits havangouye zvenhando they are here for a mission, vanouya they learn local language then we trust them nemaSecrets edu they pretend as if varikutibatsira yet ndivo maziSpy akahwanda neChurch. ndivo vanopa information kunyika dzavo nezve Gold, Diamond, Lithium every special mineral ndiro ritori basa ravo. Vobhaiza kutivakira maClinics yet imari dzedu dzinenge dzichishanda. Tichasvinura riinhi isu maAfricans.
Fokoro · 2 years ago
True unoziva zvaunotaura iwe
cream · 2 years ago
guys for your own information these Catholics priests, bishops,Jesuits havangouye zvenhando they are here for a mission, vanouya they learn local language then we trust them nemaSecrets edu they pretend as if varikutibatsira yet ndivo maziSpy akahwanda neChurch. ndivo vanopa information kunyika dzavo nezve Gold, Diamond, Lithium every special mineral ndiro ritori basa ravo. Vobhaiza kutivakira maClinics yet imari dzedu dzinenge dzichishanda. Tichasvinura riinhi isu maAfricans.
@muzion · 2 years ago
i have no hash words for you ,bt thank you for displaying what kind of a person are you .
mlambo naume · 2 years ago
muzioni ukati dzako n'onto dzinodhonza hre ikoko kwamuri one pmbotaurwa zvegoridhe hre. wega unongoona Kuti vmwe varume zvizatanana chaizvo
Dhara · 2 years ago
Ngavazorore murugare Bishop vakarwa pavo
Jessica White · 2 years ago
Ita zvako zvechiN'anga ndiyo culture, usaite chigamira mudenga mimba yebete
👁️ 👃 👁️ · 2 years ago
Why The highest position in Roman Catholic are whites? have you ever heard a black Pop? that will never happen
Doug · 2 years ago
You will not understand that all you think is impossible to be very possible if you are not a Roman Catholic or Christian. These are also similar sentiments to politicians who want to divide people using race.
zero · 2 years ago
kkk that's the way it is my man, do u ever think the president of Zim will be a ndebele one day🤷 ngeke kwenzakale.
muzion · 2 years ago
shiri inozongofaaa , , vakauya kuzomoraa goridhenekurima muno vakahwanda nebhaiberi raPopu
Doug · 2 years ago
Hapana zvegoridhe zvatairwa apa. Tsvaga kuziva kuti zvipatara, zvikoro, training centre nemachechi zvaakavaka Mari yacho akaiwanepi. Wozotsvaka kuziva kuti aigara kupi, pakaita sei, wotsvakazve kuti sivs nendege kana kuti mota dzingani. Paunonzwisisa zvemurume uyu, chienda unoona nekunzwisisa uyo akakuudza kuti murume uyu akauyira goridhe. Kusava nepfungwa dzako kana kuve nepfungwa shoma kunoita kuti ushandiswe newesw anoda kubudirira muzvinhu zvake. Vazhinji vakazoziva kuti Jesu aiva Mwana waMwari vamuuraya. Mweya wa Bishop Ava uzorore murugare.. Mabasa ose avakaita achavapupurira hupenyu hwavo.
Prophet shepherd bushiri · 2 years ago
Ndafarira mashoko ako akanaka
Dhara · 2 years ago
wafa wanaka hama yangu
· 2 years ago
maZion hamungambotadza kudzungaira naiyo tea isina shuga yamunongorova iye
Anonymous · 2 years ago
We lost a great priest in this man.. MHSRIP sekuru
Sir Zimbabwe · 2 years ago
MHSRIP
sad emoji1
mukaturike · 2 years ago
MHDSRIP
Colonel Terry Childer · 2 years ago
Tichazova naMambo narinhi wose
sad emoji1
Putin 🇷🇺🇷🇺🇷🇺🐊🐊🐊 · 2 years ago
Tinoti rarai mugare bishop basa ramakabata ihombe RIP
dadza · 2 years ago
may his soul rest in eternal peace

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback