Prepaid Electricity Split Meters

Prepaid Electricity Split Meters

Suppliers of prepaid electricity split meters throughout Zimbabwe. Ideal for shared properties, landlords, tenants, shared business premises

Open
HomeDiaspora

WATCH: South African Blesses Baby-carrying Zimbabwean Vendor, Tells Her To Go Rest

1 year agoWed, 09 Aug 2023 14:58:51 GMT
Share on FacebookShare on TwitterShare on LinkedIn
WATCH: South African Blesses Baby-carrying Zimbabwean Vendor, Tells Her To Go Rest

A video circulating on social media depicts a heartwarming encounter between a South African motorist and a Zimbabwean street vendor in Johannesburg. The vendor, who carries her baby on her back while selling eggs and peanuts, received a generous gesture from the South African man. He purchased all of her merchandise valued at R300 and handed her R800, urging her to go home and rest.

In the video, the vendor shares that she supports her children and parents back in Zimbabwe by selling boiled eggs and roasted peanuts. For more details, please watch the accompanying video.

South Africa has become a refuge for a significant number of Zimbabweans who migrated to the country following the economic collapse and political instability that occurred since the early 2000s.

Tags

30 Comments

vacho vanopfeka suit · 1 year ago
kupfeka suit hakuna kuipa ndokuti muone kuti mari yawo yakabiwa neZanupf. Unonzwa munhu anofunga nemutsipa achituka varairidzi hanzi siyai chibasa chisingabhadhare asi iye aine mwana vaanoti dzidza uzoite Chiremba kufunga neblamb kunoitwa nemagweja ezanupf. Kutengesa ibasa asika zvanyanya vaeikutengesa vacho hawachaziwi neanotenga vacho. Pafunge munhu wese angowe vendor kusara KwaMunangambwa gold mafia naMurevi vanouraya nekuponda vakapakata.
fugu pfee · 1 year ago
uyo munhu anonzi fugu pfee siyanai naye varume. Kana chaanoita hapana kana munda vacho haana itoriwo mbavha **** basa rake riri papindura ipapa taiwe nawo vanhu vakadai. Anoda kumboendesa kuhotel achiona maboss ake achidya mari ndopaanoona kuti vanhu varikutambura vakawanda pane varikudya vachiguta .
fugu pfeee · 1 year ago
ini siyana neni. ndakatozvikwanira zvangu. bhoo zvandiri ndirimo mu zanu pf. imi kangayi waya dzenyu. ambuya avo vakatosemewa nemurume akavapa mari ndokubva anzi go home kkkkkkk.
Anonymous · 1 year ago
I also cried. Some may not understand this and it's not your fault.
Blessing · 1 year ago
There are plenty of people.doing that sort of trade in Zimbabwe and we buy from them most vendors in Zimbabwe are making crazy money than those that are wearing suits and doing 9 to 5. So what the point of going to a foreign country and sell peanuts.
DJ....... · 1 year ago
Chisiyanai nenhau yenyu iyi regai vanotengesa vazvitsvagire mari
vanokuudza · 1 year ago
kusouth hakuna mabasa kune nhamo hama dzinotinyepera
· 1 year ago
uyu ngaadzoke kuno ungaita basa rekutengesa mazanda kure kure kwakadero
Clit · 1 year ago
Zai paMzansi rinotengwa like nobody's business kana wazogara Bucket rinopera in a day especially during weekends Zvakatosiyana neZim
hezvooo · 1 year ago
kutengesa mazai ku SA ???? zvakunonzi kune mabasa wan
Sorojena · 1 year ago
It's a malafide spiteful gesture, meant to inspire a low self esteem on the part of Zimbabweans. Why video record and broadcast a genuine kind gesture? That's an ulterior motive not worth giving thanks.
ba two · 1 year ago
Bvanyangu kana usingagone chirungu nyora neshona
. · 1 year ago
Better still use sign language
Anonymous · 1 year ago
Why can't she do the same here in Zimbabwe. Varimuno hobho vari kutengesa nzungu, boiled eggs etc. Ndiwo ma CCC anoda kuzonyepa kuti nyika haisi right vari ikoko ku diaspora nxaa. There is more to this woman than meets the eye.
ndine bitterness · 1 year ago
gentleman, asi nyika iri right here now semaonero enyu imi
Mdara Odza · 1 year ago
Munhu anobvumidzwa kuita zvanoda, akada kuitira ku SA or mu Zimbabwe ndiye. Unongoti mutsika unenge chinhu che dhongi
fugu pfeee · 1 year ago
zvekuva right kwenyika zvinoenderana nekuti uri kurutiwi rwupi rwenhamo here kana rweutepfetepfe.
Anonymous · 1 year ago
A meaningless statement @Fugu pfeee
...... · 1 year ago
maganziro anoita vamwe pano asi kwenyu hakuna vanoshupikawo here, hoo nekuti uri zanu pf supporter usazodaro iwe,
Anonymous · 1 year ago
Unobvunza ani @Anonymous kuti why can't she do the same here Hawuwone kuti urikutadza kushandisa pfungwa She has got her own reasons for selling her wares in RSA and that's non of your business What more than meets the eye? Chitiwudzai imi maporofita
BVANYANGU · 1 year ago
what's the difference with those who sell the same commodities at mare musika, renting and all other similar places around Zimbabwe?
...... · 1 year ago
muzim hapana anokupa mari yaapihwa iyo coz muno haitendereri zvekudaro, vanayo vacho vashoma plus havadi nayo,green pastures my friend.
Anonymous · 1 year ago
That's about $50 she received. Its simply her lucky day. I think some selling in Mbare Msika earn that amount a day.
Sorojena · 1 year ago
kana uneraki Mnangagwa anokupa more than that. Mumwe akapihwa mazimari ne imba naMnangagwa kuti hanzi Mnangagwa huchi.
xxc · 1 year ago
Vote ZANU pf for total distraction of the country ❌
cliv3 · 1 year ago
Wabaya
NATO · 1 year ago
vakokota comment section yese yepindula this is the comment of the day vamwe kwakungotekenya zvigunwe otoshaya kuti zvikumbofamba sei
nangisai magura · 1 year ago
May the light of God always shineupon that man
fugu pfeee · 1 year ago
haiwawo nyasha dzeyi tsvimborume kubvisa mwana wemvana madzihwa. kuda kushudha lula lula uko. ko ndomabasa amunoti azere ku south africa here? kutengesa nzungu nemazai

Leave a Comment


Generate a Whatsapp Message

Buy Phones on Credit.

More Deals
Feedback